Hie honey wangu kukufunga hko sharz pakaipa hko so kutaura kudai ma one handisi Kugarisa pasi kupisa nekufunga iwe wakaenda kurekure uchindisiya ndega so misodzi pamatama kuyerera



Stop confusing us by shooting pictures on others people’s cars

Hiloya vanhu va wrong hey

IFA chando wakapusirei kudaro kutori wakangwara iwe wakapusa


Hezvo ndakarota mufiamuka akabata marii 1000 dolas ndikati unodakutengei zvikazi ndodakutenga bhox nekuti and I do kiss a paso kkkkkkkkkkkk

Mwari ivaineni nemwana wangu ndichiti gobheck 2send zvakaipa kumuridzi


Chero zvazvo zvairema makore apfuura mwari vane chivimbiso neni vamwe venyu muchachema kkkkkkk gore rinokkkkkkk mira tion


Chero zvazvo zvakarema sei mwari vanongondichengeta zvavo vanhu vakawanda vakamboenda kunagodobori wanei mwari vanongondichengeta wenaa ko kutyei zvangu